Numeri 14:8 BDMCS

8 Kana Jehovha achifadzwa nesu, achatitungamirira kuti tipinde munyika iyoyo, nyika inoyerera mukaka nouchi, agoipa kwatiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 14

Maonero Numeri 14:8 akapoteredza