9 Chete imi regai kumukira Jehovha. Uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti tichavamedza. Kudzivirirwa kwavo kwabviswa, asi Jehovha anesu. Musavatya.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 14
Maonero Numeri 14:9 akapoteredza