Numeri 16:16 BDMCS

16 Mozisi akati kuna Kora, “Iwe navose vanokutevera munofanira kumira pamberi paJehovha mangwana, iwe, naivo naAroni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:16 akapoteredza