Numeri 16:17 BDMCS

17 Murume mumwe nomumwe ngaatore hadyana yake aise zvinonhuwira mairi, hadyana mazana maviri namakumi mashanu pamwe chete mugodziisa pamberi paJehovha. Iwe naAroni munofanira kuuyawo nehadyana dzenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:17 akapoteredza