Numeri 16:18 BDMCS

18 Saka murume mumwe nomumwe akatora hadyana yake, akaisa moto nezvinonhuwira mairi, uye vakamira naMozisi naAroni pamukova wokupinda muTende Rokusangana.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:18 akapoteredza