19 Kora akati aunganidza vateveri vake vose vaipikisana navo pamukova wokupinda muTende Rokusangana, kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16
Maonero Numeri 16:19 akapoteredza