Numeri 18:15 BDMCS

15 Chibereko chinotanga kuzarura chizvaro, chingava chomunhu kana chechipfuwo, chinopiwa kuna Jehovha, ndechako. Asi unofanira kudzikinura mwanakomana wose wedangwe uye dangwe rose remhuka dzisina kunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:15 akapoteredza