Numeri 18:16 BDMCS

16 Kana zvava nomwedzi mumwe chete, unofanira kuzvidzikinura nomutengo wedzikinuro wakatarwa wamashekeri mashanua esirivha, maererano neshekeri renzvimbo tsvene, rinorema magera makumi maviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:16 akapoteredza