Numeri 18:17 BDMCS

17 “Asi haufaniri kudzikinura mhuru nzombe yedangwe, gwai kana mbudzi zvitsvene. Usase ropa razvo paaritari ugopisa mafuta azvo sechipiriso chinoitwa nomoto, chive chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:17 akapoteredza