Numeri 19:10 BDMCS

10 Munhu anounganidza madota etsiru anofanirawo kusuka nguo dzake, naiyewo achava asina kuchena kusvikira madekwana. Mutemo uyu uchagara uripo pakati pavaIsraeri navatorwa vagere pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:10 akapoteredza