Numeri 19:9 BDMCS

9 “Munhu akachena achaunganidza madota etsiru agoaisa panzvimbo yakanaka iri kunze kwomusasa. Achachengetwa neungano yavaIsraeri kuti agoshandiswa pamvura yokunatsa; ndeyokunatswa kubva pachivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:9 akapoteredza