Numeri 19:20 BDMCS

20 Asi kana munhu asina kuchena akasazvinatsa, anofanira kubviswa paungano, nokuti iye asvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Mvura yokunatsa haina kumbosaswa paari, nokudaro haana kuchena.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:20 akapoteredza