21 Uyu mutemo uchagara uripo kwavari.“Munhu anosasa mvura yokunatsa anofanirawo kusuka nguo dzake, uye ani naani anobata mvura yokunatsa achava asina kunaka kusvikira madekwana.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19
Maonero Numeri 19:21 akapoteredza