Numeri 22:23 BDMCS

23 Mbongoro yakati ichiona mutumwa waJehovha amire munzira ane munondo wakavhomorwa muruoko rwake, ikapinda musango. Bharamu akairova kuti idzokere munzira ikatsauka munzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:23 akapoteredza