Numeri 22:24 BDMCS

24 Ipapo mutumwa waJehovha akamira pakamanikana pakati peminda miviri yemizambiringa, paiva namasvingo kumativi ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:24 akapoteredza