Numeri 22:26 BDMCS

26 Ipapo mutumwa waJehovha akapfuurira mberi akandomira panzvimbo yakamanikana pakanga pasina mukana wokutendeukira kurudyi kana kuruboshwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:26 akapoteredza