Numeri 22:27 BDMCS

27 Mbongoro yakati ichiona mutumwa waJehovha, yakavata pasi paBharamu, iye akatsamwa zvikuru akairova netsvimbo yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:27 akapoteredza