Numeri 22:34 BDMCS

34 Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza. Handina kuziva kuti manga mumire munzira kuti mundidzivise. Zvino kana musingafari, ndodzokera hangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:34 akapoteredza