35 Mutumwa waJehovha akati kuna Bharamu, “Chienda hako navarume ava, asi utaure zvandinokuudza zvoga.” Saka Bharamu akaenda namachinda aBharaki.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22
Maonero Numeri 22:35 akapoteredza