Numeri 22:36 BDMCS

36 Bharaki akati anzwa kuti Bharamu akanga achiuya, akabuda kuti andosangana naye paguta ravaMoabhu pamuganhu weAnoni, kumagumo kwenyika yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:36 akapoteredza