Numeri 22:4 BDMCS

4 VaMoabhu vakati kuvakuru veMidhiani, “Vanhu vazhinji ava vachananzva zvinhu zvose zvakatipoteredza, semombe inonanzva sora romusango.” Saka Bharaki mwanakomana waZipori, uyo akanga ari Mambo weMoabhu panguva iyoyo,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:4 akapoteredza