Numeri 22:5 BDMCS

5 akatuma nhume kundodana Bharamu mwanakomana waBheori, uyo akanga ari paPetori, pedyo noRwizi, munyika yaakaberekerwa. Bharaki akati:“Vanhu vakabva kuIjipiti; vakazadza nyika yose uye vagara pedyo neni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:5 akapoteredza