Numeri 26:10 BDMCS

10 Nyika yakashamisa muromo wayo ikavamedza pamwe chete naKora, chikwata ichocho pachakafa, moto pawakaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu. Uye ivo vakava chiratidzo cheyambiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:10 akapoteredza