Numeri 26:9 BDMCS

9 uye vanakomana vaEriabhu vakanga vari Nemueri, Dhatani naAbhiramu. Dhatani naAbhiramu ndivo machinda eungano aya akamukira Mozisi naAroni uye vakanga vari pakati pavateveri vaKora pavakamukira Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:9 akapoteredza