Numeri 28:31 BDMCS

31 Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvazvo zvokunwa, pamusoro pezvipiriso zvinopiswa zvamazuva ose uye nechipiriso chacho chezviyo. Munofanira kuva nechokwadi kuti zvipfuwo zvacho hazvina kuremara.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 28

Maonero Numeri 28:31 akapoteredza