Numeri 29:13 BDMCS

13 Muuye nechibayiro chinopiswa kuti chive chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha, chibayiro chinopiswa chehando duku gumi nenhatu, makondohwe maviri namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, ose asina kuremara.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 29

Maonero Numeri 29:13 akapoteredza