Numeri 3:35 BDMCS

35 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaMerari akanga ari Zurieri mwanakomana waAbhihairi; uye ndivo vaifanira kuvaka misasa yavo nechokumusoro kwetabhenakeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 3

Maonero Numeri 3:35 akapoteredza