Numeri 3:36 BDMCS

36 VaMerari vakanga vagadzwa kuti vave vachengeti vamatende etabhenakeri, mbariro dzayo, mbiru, hwaro, nhumbi dzayo dzose, nezvinhu zvose zvaishandiswa pamwe chete nazvo,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 3

Maonero Numeri 3:36 akapoteredza