Numeri 32:19 BDMCS

19 Hatizogamuchiri nhaka ipi zvayo pamwe chete navo mhiri kweJorodhani, nokuti nhaka yedu tava nayo kumabvazuva kwaJorodhani.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:19 akapoteredza