Numeri 32:20 BDMCS

20 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Kana mukaita izvi, kana mukazvishongedza nhumbi dzokurwa pamberi paJehovha kuti mundorwa,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:20 akapoteredza