Numeri 36:1 BDMCS

1 Vakuru vemhuri yeimba yaGireadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, vaibva kudzimba dzezvizvarwa zvaJosefa, vakauya vakataura pamberi paMozisi navatungamiri, ivo vakuru vemhuri dzavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 36

Maonero Numeri 36:1 akapoteredza