Numeri 36:2 BDMCS

2 Vakati, “Jehovha paakarayira ishe wangu kuti ape nyika kuvaIsraeri nomujenya ive nhaka yavo, akakurayirai kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 36

Maonero Numeri 36:2 akapoteredza