Numeri 36:6 BDMCS

6 Uku ndiko kurayira kwaJehovha kuvanasikana vaZerofehadhi: Vangawanikwa havo naani zvake anovafadza kana chete ari worudzi rweimba yamadzibaba avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 36

Maonero Numeri 36:6 akapoteredza