Numeri 36:7 BDMCS

7 Hakuna nhaka muvaIsraeri inofanira kubva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti muIsraeri wose anofanira kuchengeta nyika yorudzi rwake iri nhaka inobva kumadzibaba avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 36

Maonero Numeri 36:7 akapoteredza