Numeri 36:8 BDMCS

8 Mwanasikana mumwe nomumwe anogara nhaka yenyika murudzi rupi zvarwo rwavaIsraeri anofanira kuwanikwa nomunhu anobva muimba yorudzi rwababa vake, kuitira kuti muIsraeri wose awane nhaka yamadzibaba ake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 36

Maonero Numeri 36:8 akapoteredza