Numeri 5:26 BDMCS

26 Ipapo muprista anofanira kutora tsama yechipiriso chezviyo sechipiriso chokurangaridza agochipisa paaritari; shure kwaizvozvo, anofanira kunwisa mukadzi uyu mvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5

Maonero Numeri 5:26 akapoteredza