Numeri 5:27 BDMCS

27 Kana akazvisvibisa uye anga asina kutendeka kumurume wake, ipapo kana zvaitwa kuti anwe mvura inouyisa kutukwa, ichapinda maari igoita kuti arwadziwe zvikuru; dumbu rake richazvimba uye chidya chake chichaonda, uye iye achava akatukwa pakati pavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5

Maonero Numeri 5:27 akapoteredza