Numeri 5:28 BDMCS

28 Kunyange zvakadaro hazvo, kana mukadzi uyo asina kuzvisvibisa uye akachena achasunungurwa pamhosva iyo uye achagona kubereka vana.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5

Maonero Numeri 5:28 akapoteredza