5 Nokuti Jehovha akanaka uye rudo rwake runogara nokusingaperi; kutendeka kwake kunoramba kuripo kumarudzi namarudzi.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 100
Maonero Mapisarema 100:5 akapoteredza