13 Imi muchasimuka mugonzwira Zioni tsitsi, nokuti ndiyo nguva yokurinzwira nyasha; nguva yakatarwa yasvika.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 102
Maonero Mapisarema 102:13 akapoteredza