17 Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi, rudo rwaJehovha rwuri pana avo vanomutya, nokururama kwake kuvana vavana vavo,
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 103
Maonero Mapisarema 103:17 akapoteredza