1 Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; makashongedzwa nokubwinya noumambo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 104
Maonero Mapisarema 104:1 akapoteredza