Mapisarema 107:10 BDMCS

10 Vamwe vakagara murima nokusviba kwakadzika dzika, vari vasungwa vanotambudzika muzvisungo zvamatare,

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 107

Maonero Mapisarema 107:10 akapoteredza