Mapisarema 109:18 BDMCS

18 Aifuka kutuka senguo yake; zvakapinda mumuviri wake semvura, nomumapfupa ake samafuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 109

Maonero Mapisarema 109:18 akapoteredza