15 Jehovha ngaakuropafadze, iye muiti wedenga napasi.
16 Kudenga denga kumusoro ndokwaJehovha, asi nyika akaipa kuvanhu.
17 Vakafa havazivo vanorumbidza Jehovha, avo vanoburukira kwakanyarara;
18 asi tisu tinokudza Jehovha, kubva zvino kusvikira narini. Rumbidzai Jehovha.