Mapisarema 116:8 BDMCS

8 Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu, meso angu pamisodzi, uye makumbo angu pakugumburwa,

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 116

Maonero Mapisarema 116:8 akapoteredza