2 Sokutarira kunoita meso enhapwa kuna vatenzi vadzo, sezvinoita meso omurandakadzi achitarira ruoko rwatenzikadzi wake, saizvozvo meso edu anotarira kuna Jehovha Mwari wedu, kusvikira atinzwira ngoni.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 123
Maonero Mapisarema 123:2 akapoteredza