Mapisarema 131:2 BDMCS

2 Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 131

Maonero Mapisarema 131:2 akapoteredza