5 Vanhu vanozvikudza vakandivanzira musungo; vakatambanudza mabote emimbure yavo uye vakateya ugombe munzira yandinofamba nayo. Sera
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 140
Maonero Mapisarema 140:5 akapoteredza