Mapisarema 17:13 BDMCS

13 Haiwa, Jehovha, simukai, mirai pamberi pavo, vawisirei pasi; ndirwirei nomunondo wenyu pano wakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 17

Maonero Mapisarema 17:13 akapoteredza